로그인

히브리서 5장 Shona Bible

Shona Bible · 쇼나어 · 히브리서 (Hebrews) · 14절 · 대역: King James Version

절Shona BibleKing James Version
1 Nokuti mupristi mukuru umwe neumwe, wakatorwa kubva kuvanhu, anogadzirwa vanhu pazvinhu zvaMwari, kuti abaire zvese zvipo nezvibairo nekuda kwezvivi; For every high priest taken from among men is ordained for men in things pertaining to God, that he may offer both gifts and sacrifices for sins:
2 iye anogona kuva nemoyo munyoro pane vasingazivi nevakatsauka, sezvo naiye akakomberedzwa neutera. Who can have compassion on the ignorant, and on them that are out of the way; for that he himself also is compassed with infirmity.
3 Uye nekuda kwaizvozvi anofanira kubaira zvivi, sezvaanobaira zvevanhu, zvakadaro nekwaari. And by reason hereof he ought, as for the people, so also for himself, to offer for sins.
4 Zvino hakuna munhu angazvitorera rukudzo uru, asi uyo wakadanwa naMwari, saAroniwo. And no man taketh this honour unto himself, but he that is called of God, as was Aaron.
5 Saizvozvo Kristuwo haana kuzvikudza iye kuva mupristi mukuru, asi uyo wakati kwaari: Ndiwe Mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. So also Christ glorified not himself to be made an high priest; but he that said unto him, Thou art my Son, to day have I begotten thee.
6 Sepamwewo anoti: Ndiwe mupristi nekusingaperi kubva kurudzi rwaMerikizedheki. As he saith also in another place, Thou art a priest for ever after the order of Melchisedec.
7 Iye pamazuva enyama yake, abaira minyengetero nemikumbiro nekuchema kukuru nemisodzi kuna iye waigona kumuponesa kubva parufu, uye akanzwikwa nekuda kwekutya Mwari, Who in the days of his flesh, when he had offered up prayers and supplications with strong crying and tears unto him that was able to save him from death, and was heard in that he feared;
8 kunyange aiva Mwanakomana, wakadzidza kuteerera kubva pazvinhu zvaakatambudzika, Though he were a Son, yet learned he obedience by the things which he suffered;
9 akatiwo aitwa wakaperedzerwa, akava muvambi weruponeso rwusingaperi kune vese vanomuteerera; And being made perfect, he became the author of eternal salvation unto all them that obey him;
10 anzi naMwari mupristi mukuru kubva kurudzi rwaMerikizedheki. Called of God an high priest after the order of Melchisedec.
11 Watine zvizhinji zvatingataura pamusoro pake zvinoremawo kududzira, zvamakagomara pakunzwa. Of whom we have many things to say, and hard to be uttered, seeing ye are dull of hearing.
12 Nokuti apo pamaifanira kuva vadzidzisi nekuda kwenguva, makashaiwazve kuti kuve neanokudzidzisai kuti zvimiso zvekutanga zvemashoko aMwari zvii, uye mava vanoda mukaka, uye kwete kudya kukukutu. For when for the time ye ought to be teachers, ye have need that one teach you again which be the first principles of the oracles of God; and are become such as have need of milk, and not of strong meat.
13 Nokuti ani nani anodya mukaka haana unyanzvi mushoko rekururama; nokuti mucheche. For every one that useth milk is unskilful in the word of righteousness: for he is a babe.
14 Asi kudya kukukutu ndekwevakura zvakazara, ivo nekurovedzwa vakadzidzisa pfungwa kuparadzanisa zvese zvakanaka nezvakaipa. But strong meat belongeth to them that are of full age, even those who by reason of use have their senses exercised to discern both good and evil.

Shona Bible — getbible.net(CrossWire SWORD 모듈)에서 가져옴 · 라이선스: GFDL · 출처 ↗
King James Version — getbible.net(CrossWire SWORD 모듈)에서 가져옴 · 라이선스: GPL