로그인

사도행전 Shona Bible

Shona Bible · 쇼나어 · Acts · 28장

사도행전 28장

  1. 1장Rondedzero yekutanga ndakaiita, haiwa Teofiro, pamusoro pezvese Jesu …
  2. 2장Zvino zuva rePendekosita* rakati razadzisika, vese vakange vari pamwe…
  3. 3장Zvino Petro naJohwani vakakwira pamwe kuenda kutembere paawa rekunyen…
  4. 4장Zvino vakati vachataura kuvanhu, vapristi nemutungamiriri wetembere n…
  5. 5장Asi umwe murume wainzi Ananiasi, naSafira mukadzi wake, wakatengesa n…
  6. 6장Zvino nemazuva iwayo, vadzidzi vachiwanda, kwakamuka kunyunyuta kwema…
  7. 7장Zvino mupristi mukuru akati: Ko zvinhu izvi zvakadai here?
  8. 8장Zvino Sauro wakange achitenderana nerufu rwake. Zvino pazuva iro kwam…
  9. 9장Zvino Sauro, achiri kufema kutyisa nekuuraya akamirisana nevadzidzi v…
  10. 10장Kwakange kune umwewo murume muKesariya wainzi Koneriyo, mukuru wezana…
  11. 11장Zvino vaapositori nehama dzaiva paJudhiya vakanzwa kuti vahedheni vag…
  12. 12장Nenguva iyoyo Herodhe mambo wakaisa maoko kuti atambudze vamwe kubva …
  13. 13장Zvino paivapo muAndiyokiya, mukereke ipapo vamwe vaporofita nevadzidz…
  14. 14장Zvino zvakaitika paIkonio, vakapinda pamwe musinagoge reVaJudha, vaka…
  15. 15장Zvino vamwe vakaburuka kubva kuJudhiya, vakadzidzisa hama kuti: Kana …
  16. 16장Zvino wakasvika kuDhebhe neRistra; zvino tarira, ipapo paiva neumwe m…
  17. 17장Zvino vakati vagura nemuAmufipori neAporonia, vakasvika paTesaronika,…
  18. 18장Shure kwezvinhu izvi Pauro wakabva paAtene akauya kuKorinde.
  19. 19장Zvino zvakaitika, Aporo achiri paKorinde, Pauro wakati agura nemativi…
  20. 20장Shure kwekuguma kwemhirizhonga, Pauro akadanira kwaari vadzidzi, akav…
  21. 21장Zvino zvakaitika kuti tichibva nechikepe taparadzana navo, takafamba …
  22. 22장Varume, hama, nemadzibaba, inzwai kuzvidavirira kwangu ikozvino kwamu…
  23. 23장Zvino Pauro wakati achitarisisa dare remakurukota akati: Varume hama,…
  24. 24장Zvino mushure memazuva mashanu Ananiasi mupristi mukuru wakaburuka ne…
  25. 25장Zvino Fesitasi wakati asvika padunhu iro, shure kwemazuva matatu akak…
  26. 26장Zvino Agripa akati kuna Pauro: Unotenderwa kuzvitaurira. Ipapo Pauro …
  27. 27장Zvino kwakati kwatemwa kuti tiende kuItaria nechikepe, vakakumikidza …
  28. 28장Zvino vakati vapona, ipapo vakaziva kuti chiwi chinonzi Merita.

Shona Bible — getbible.net(CrossWire SWORD 모듈)에서 가져옴 · 라이선스: GFDL